Categories: Stories

Mugabe says protests don’t pay

Tinge tichionana zvisinei kuti unobva kuregion iyi, unobva kunzvimbo iyi. Ko, ndozvataisungirwawo kuitaka. Kuti nzvimbo dzese dzigarwe zvisinei kuti unotaura mutauro uyu wakasiyana nevamwe, zvisinei kuti unoenda kuchurch ipi kana ipi, asi dziri church dzakanangana nezwi raMwari.

Kwete dzimwe dzemazuva ano dzakanangana nemari, dzinopembedza mari kupfuura Mwari.

Tinotenda shoko ratapihwa namufundisi ranhasi. Tive vanhu vanoona kuti nyika ndeyedu tose, naizvozvo hurumende kana ichiedza zvainoedza kuita kuti tibudirire, inenge ichiedzera izvozvo, ichizama nekwayo kuzamira mhuri yose yeZimbabwe.

Kana tava nenjodzi ingatipinde, takaita njodzi yemasanctions yataramba tinayo. Kozouya njodzi yekushaya mvura zvoreva kuti zvekudya zvinenge zvoshomeka. Tova neruzivo rwokuti dambudziko renyika kana rouya rauyira tose.

Kwete kuzoti rauya, tobva toti aahh, hurumende heyo yatadza kuita basa.

Hurumende haisiriyo inonaisa mvura, kwete. Asika chionai. Zvadaro, inozama nekuzama kwainogona nako kuti mhuri irarame, kwese kwese. Hazvinei kuti uyu uyu ndewe party ipi kana ipi. Tinenge tichida kuti ararame, adye achirarama.

Kana chakawanda, ngaadye achiita dumbu, hazvirambidzwe. Asi kana chakashomeka, aah, tininge tichiti hachitikwanire. Saka chisina kukukwanira iwe kana uri weMDC kana uri People First kana People Second, usashore. Usati aiwa, aahh, chikafu chakupiwa veZanu-PF chete. Handizvo. Handi chokwadi. Endai mumamana, handizvo zvatiri kuita. Handizvo zviri patsika yedu, maitiro edu, pamabatiro edu enyika. Handizvowo zvakare zviripo. Kana tichitevera shoko raMwari raparidzwa pano nhasi, tose tiri vana venyika.

Economic activity in the agriculture-related sectors remains subdued owing to the El Nino weather phenomenon, which was characterised by low and erratic rainfall.

This resulted in reduced agriculture production thereby negatively affecting the food and nutrition security situation in the country. In view of this Government is committed to pursuing strategies that guarantee food security in rural and urban households.

Continued next page

(1750 VIEWS)

This post was last modified on August 10, 2016 2:51 pm

Page: 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12

Charles Rukuni

The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

Recent Posts

British legislator asks why the UK lifted sanctions on Owen Ncube and Sanyatwe

A British legislator who has been a strong critic of Zimbabwe has asked the United…

June 28, 2025

Britain still against Zimbabwe rejoining the Commonwealth

Britain is still against Zimbabwe’s rejoining of the Commonwealth arguing that Harare needs to take…

June 25, 2025

Zimbabwe among the 50 poorest countries in the world

Zimbabwe, which aims to become an upper middle income country in five years, is one…

June 24, 2025

81-year-old widow to be evicted today from plot she bought 45 years ago

Eighty-one-year-old Dorcas Makaya is likely to be evicted today from the plot that she bought…

June 23, 2025

Spared but it’s not over yet for 80-year-old plot holders from Mutasa

Six plot holders at Irene Township in Mutasa who were told that they would be…

June 22, 2025

IMF says Zimbabwe should clarify that use of mono-currency will be limited to domestic transactions only

While the International Monetary Fund staff monitoring team that was in Zimbabwe until today supports…

June 18, 2025