Categories: Stories

Mugabe says protests don’t pay

Fellow Zimbabweans, comrades and friends, in order to consolidate the sacrifices made by our freedom fighters, Government is implementing and has taken various strategies and measures to boost the economic performance and to empower our people.

In spite of the challenges we face due to the liquidity crunch, current economic performance indicates some modest milestones, with growth being driven by key sectors, such as agriculture, mining, tourism, industry and construction.

Hongu, pazuva ranhasi tinenge tichiyeuka magamba edu. Tinenge tichiyeuka zvikurukuru kuzvipira kwavakaita kuti zuva ranhasi rizovapo. Zvichireva kuti rusununguko rwatava narwo rwugovapo. Tinenge tichiyeukawo zvakare kuti mukurwira nyika iyi, kwakanga kusina nyaya yekuti ava vari kwavo ava vari kwavo, kwete! Vakanga vakabatana, vari pamwe chete, nekuti nzira yakanga iri imwe chete, chinangwa chiri chimwe chete. Mhuri inorwirwa iri imwe chete, mhuri yeZimbabwe.

Kubatana uku kuti zvese zvatataura izvi zviri kuitwa nehurumende kuda kukwidziridza hupfumi hwenyika hazvingareve chinhu kana tisina kubatana tichiti ava vari kwavo, ava vari kwavo.

Zvinorevawo kuti kunyangwe tiine mapazi emhuri dzedu muno munyika vamwe vachinzi vangave vaKaranga, vangave vaZezuru, vangave vaManyika, vangave maNdebele, vangave maKorekore, vangave vaNdau, vaVenda, vaTonga, ndihwo hwupfumi hwatinahwo hweculture yedu.

Hazvireve kuti kupasanidzwa pakuva vanhu veZimbabwe, pakuva tose pazvinangwa zvenyika yedu, pakuonana takafanana. Saka tichiti ngatirambei tiri mugwara iroro rakatarwa nevarume nemadzimai vari pano, vakazvipira vachibva kunzvimbo dzakasiyanasiyana.

Continued next page

(1750 VIEWS)

This post was last modified on August 10, 2016 2:51 pm

Page: 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12

Charles Rukuni

The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

Recent Posts

IMF calls for more clarity on transitional plan to make ZiG sole currency by 2030

The International Monetary Fund has called on Zimbabwe to provide more clarity on its transitional…

October 8, 2025

Which is the most innovative country in the world – The answer

Switzerland is the most innovative country in the world according to the 2025 Global Innovative…

October 7, 2025

Which is the most innovative country in the world?

Take a guess. You will not believe it when you see the answer.

October 7, 2025

Mthuli Ncube taken to task over cost of Trabablas Interchange

Finance Minister Mthuli Ncune was yesterday taken to task over the cost of the Trabablas…

July 10, 2025

Our lawyer betrayed us- Mutasa plot holders say

Plot holders from Irene Township in Mutasa District just outside Mutare, who are being evicted…

July 2, 2025

No one spared. 87-year-old disabled to be evicted from his plot by Wednesday

An 87-year-old plot holder at Irene Farm in Mutasa District has been ordered to vacate…

June 28, 2025