What Insider readers said about Rugare Gumbo’s comment that Mugabe’s biggest blunder was marrying Grace


0

There was mixed reaction to Zimbabwe People First spokesman Rugare Gumbo’s sentiments that President Robert Mugabe’s biggest blunder was marrying Grace, who is more than 40 years younger than him, because she won’t let him step down.

Most people brushed this off as sour grapes because Gumbo was kicked out of the Zimbabwe African National Union-Patriotic Front but others argued that people must debate the issue not the personality.

Here is what our readers said in their own words:

Gain Sibanda: Their biggest blunder was in giving Mugabe sweeping powers to manipulate the party constitution and also allowing him unchallenged endorsements to the presidium. Grace just took advantage of the blunder.

Lawrence Siziba: Kana iwe rugare gumbo wakaita mistake pakuroora usafunga kuti nevanhu vese vakaita zvawakaita…otherwise handikusvori ndiwo maonero ako kwete eruzhinji

Herba P Pass; Madyirapazhe nyararai…Makadzingwaka imi.Siyanai naCde nemudzimai wavo.Maidii kuzvitaura kare.Tibvirei appa.

Ashmore Hove: Mukakururwa nemkadzi mdiki mwana wazuro nazirume ese kudzingwa sembwa kudaro,apa makuteverera umwe mkadzi shirikadzi yatokukundirayi kushandusa brain, haaaa mandinyadzisa,kutoterera 92 yez kukatenge nane chero zvisingashandewo fut but better

Abasi Kimu: Aifanira kuroora tete vako here?indava une jerasi iwe mudhara.siya amai vanakirwe.inguva yavo

Banny Manokora: What has been your biggest blunder as well?

Tapiwa T Ndm Chikuhwah: WAKUZVIONA NHASI

Henry Tungadza: Siyanane big dhara iwe ee

Moyo Bhowasi: Munongoti siyana neBig Dhara akati rinonakirwa ndiani isu tichikanga wire. Ndimi ma sell ini chaiwo,mhengera panze idzi tichiona. Leave Mai Mujuru and company togather and not to devide and conquer

Kudakwashe KD Mahuni: some of u r good at talkng nonsense whn it cms to e president apa zvichingoperera mukutaura……makaondonga nyika mese nhasi nekuti vakusvipa wakuona kushata kwavo….pamaitamba mese waidii kuzvitaura izvozvo?…..

Guide Tsodzo: hameno ikoko,ikoko

Vendsen Chihwehwete: Kana madzingwa then mavakuita sekuti matumwa kubva kudenga. Tibvirei apa makadii kuzvitaura karemuchanakirwa hoo kana madzingwa naval mawiseman.

Peter Nkhwewa: mazai egondo akachochonywa ne huku panongobuda gondo people first.or people last. makafanana.hatididi

Felix Mwapinzeudyi: Mukadzi vakarambwa anenge ave kunyomba musha vaararamira vakadii kutaura kare uchiri power rubbish stop it taneta nemwi

Spencer Jumbe: Vakanga uripi kubva kare ndezvako makafana imi musatibate kumeso nxaa

Maxwell Phiri: Grace aribho arikudzivirira property yake

Collen Mavesere: Enda unorima fodya nxaa mamurimese enda kumusha wakatadza kana kuvaka toilet zvayo kuzvikoro kumusha kwako.

Tasara Manuel: Siyana nedzimba dzavamwe ko mako mumba ndiyani ambotaura nezvamo?

Mussa W Banda: GUMBO JUST SHUT UP..PRESIDENT TSVANGIRAI SAID THIS A DECADE AGO.

Arthur Chemugarira: Rugare gumbo handid kukuona uchikuziva pandhakasangana newe nerange rover yako iya yewhite ukandiita rough,Waifunga kt ucharamba uri muZANU,manje izvozvi chiuya tipedzerane, du… remunhu.

Albert Chikiwa: Inguva chete

Jeremiah Chinyokoto: Ndezveikoko ku Zanu-pf

Noel Manukwa: Hatina chekutaura tinongo tarisa chete

Monicah Kay: ini zii semunhu azvitadzawo

Edwin Mutyaso: Good wakadzingwa

Killian Mutewera Mubaiwa: Black politics! If yu are still sailling in the same boat yu dont say out what yu see is wrong! once yu are booted out yu start talking rubish; ndimi makakonzeresa kudonha kwenyika but manga musingazvione nekuti maidya nhasi hapachina mukana wekumora makuda kurevareva!avawo mai vakuona kufa kwemurume wavo kuina kujeka nekuti vakaburuka boat ,to hell

Victor Marochi: lets leave ths back bitin thing wen compaigning please . you dont draw pples attention by bad mouthing others

Collin Divala Gunde: When you wait for the party to fire you and then you start to speak sense, no one will take you seriously even when the points seem valid.

Richman Muzarurwi: U thot morgan was wrong…side kick pfeee …wakamama

Stanley Kutyauripo: Who cares

Clever Chinyati: So is that the manifesto of your newly formed party???

Stanley Makwinja: ZVIMA GAMATOX ! My fellow Zimbos;NEVER SYMPATHISE or TRUST these rejects nekuti THEY WERE PART OF THE SYSTEM yakauraya Nyika !

Walter Nyakudya: Gumbo is right . zvekudzingwa kwake kana kudii hazvinei nesu asi apa arikutionesa chokwadi Grace ndiye asirikuda kuti Murume abve pachigaro

Walter Nyakudya: Why do we always rush kutuka munhu take time yekubata panenyaya

Rush Fungai: Ana Gumbo awa are seeking relevance…..where were they all along? Pasi naye

Oleander Manwele: Abaiwa ngaabude

Kosam Banda: Go hang Gumbo. Send me yo # ndikupe $ yetambo yacho kana usina ca$h yacho kkkkk

(378 VIEWS)

Don't be shellfish... Please SHAREShare on google
Google
Share on twitter
Twitter
Share on facebook
Facebook
Share on linkedin
Linkedin
Share on email
Email
Share on print
Print

Like it? Share with your friends!

0
Charles Rukuni
The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

0 Comments

Your email address will not be published. Required fields are marked *