Vakabviswa pazvigaro zvavanga vainazvo kuWomen’s League chete. Mai Sandi vakasara varipo saMinister wekuBulawayo Metropolitan Province nekuti vaka appointwa nababa. Chigaro ichocho hatina kukwanisa kuvabvisa nekuti vaka appointwa nababa.
Muri kunyatsonzwa zvandiri kutaura?
Hatina kuvabvisa.
Izvi zvanga zviri zvinhu zvedu tega seWomen’s League. Ininiwo zvandiri, hapana angandibvise unless baba vati havachandida; handisi kuita zvinhu zvine musoro. Saka Mai Sandi chigaro chavo cheuko hatikwanise kuchibata nekuti vaka appointwa naPresident.
Asi kwedu pasi uko, kwedu seWomen’s League, tinokwanisa kubvisa vana vedu tichinotaurira vakuru vedu and even zvese zvaiitika izvozvi. Tichinotaurira vakuru vedu and even then zvaitika izvezvi, ndakaudza baba kuti ndozviri kuitika. Ndikaudza VaMphoko ndozviri kuitika. Ndikaenda kunaVice-President Mnangagwa ndikavaudza ndozviri kuitika.
Handaida kuti vazozvinwa kuti zvafamba zvakadai.
Ndaida kutanga ndavaudza, out of respect for you people. Saka zvandiri kuda kutaura mazvinzwa?
Zvaitwa zvaMahoka naSandi Moyo, ndakazoona vanhu vasimuka. Kuda vaifunga kuti nokuti President zvavabvumira Mai Mugabe kubvisa Mahoka naSandi Moyo, yava nguva manje yekushandisa kuvictimiser Kasukuwere.
Uri kuinzwa nyaya yacho?
Teerera.
Vanhu vagomobiliser, vagoenda kumaProvince.
“Hatichada Kasukuwere. Kasukuwere ari kuda kubvisa President nemunin’ina wake.” Vari three? Please, ngatitaurirane chokwadi. Inguva yekutaurirana chokwadi. Zvingaite izvozvo? Iko kamukomana ako, simuka iwe. Une zidumbu zvako. . . but aka?
Simuka, iwe, muri vairi imimi, mugodisposer mudhara imimi ane mhomho yese iyi? Garai pasi. Toda kutaurirana chokwadi. Chokwadi ngachichibuda izvozvi. Ndiri kutaura ndichidaro; Kasukuwere is a minister, a minister who was appointed by the President. Kasukuwere ari kuserver saCommissar aappointwa naPresident. Hapana ane right yekuti ndinobvisa Kasukuwere President vasina kuti chokwadi ndizvozvo.
Hapana.
Zvakaitika izvi; kana dai vanhu vainge vasingafare nezviri kuitwa naKasukuwere, vanhu vangadai vakati ngatinyorei pasi zvatisiri kufadzwa nezvinoitwa naKasukuwere, and we go to the President, tonoudza President kuti Kasukuwere ari kuita one, two, three; ivo vokuudzai zvekuita.
Continued next page
(1145 VIEWS)
This post was last modified on July 30, 2017 6:22 am
The answer is Yes and No. It depends on the size of the farm. Mines…
Zimbabwe has the best performing economy in the Southern African region this year beating regional…
The ZANU-PF national conference that was being held in Mutare has raised the tempo on…
Zimbabwe’s local currency the Zimbabwe Gold (ZiG) has become relatively extinct and largely irrelevant because…
Sleep is a vital restorative process with measurable effects on health and overall wellbeing but…
Zimbabwe has been ranked 129 out of the 139 most innovative countries in 2025, according…