Mugabe insists China trip was a success

President Mugabe yesterday insisted that his trip to China was a success. He did not go to China to look for budgetary support.“Ndinoda kuti ndikuudzei kuti rwendo rwatakaita kuChina was very, very productive. Izvi zvekunzi tingadai takauya takazadza mabox emari, aah hameno kuti manegotiations iwayo hazvisiizvo zvaanoitwa. You agree nenyika kuti tine maprojects akati neakati, neakati atinoda mari dzakati dzakati saka ndozvatinazvo. Tinoda kuti either you give us loans, soft loans dzisina interest yepamusorosoro or you come and join us toita joint venture. So the country yamuri kukumbira inouya as partner to you. Hamungopihwa mari hakuna nyika inongopa mari. Here and there you get a grant, yes we did get a grant, a small grant but we had commitments. Our roads yes, vachauya voita our roads, vachauya kuagriculture, vachauya kuzoshanda nesu kudiamonds,” Mugabe told chiefs according to The Herald.

(45 VIEWS)

Comments

No comments yet. Why don’t you start the discussion?

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *