Categories: Stories

Mnangagwa is now a moving grave- Grace Mugabe says

“Ukaona munhu waakushaya hunhu hwekuenda kunorwisa leadership yakadaro, you are finished, you are gone. Haufi wakamuka futi, unenge uchifamba apa asi unenge uri guva. Unenge uchifema asi wakafa, unenge uchiona asi asina meso ari better panewe nekuti hauoni. Unenge uine nzeve asi usinganzwi.

“Proverbs; imwe verse yangu yandinoda, nhatu; Proverbs 16 verse 9 inotaura kuti in their hearts humans plan their course but the Lord establishes their steps, mazvinzwira. Hanzi in their hearts humans plan their course but the Lord establishes their steps, hanzi mumoyo make munhu akasikwa naMwari akaiswa spirit, that spirit that dwells in the human being ndeya Mwari. Nguva yese yaanenge aakuda kutora tinozoti ah aenda haachadzoki nekuti Mwari anenge adecider nenguva yake. Mumoyo memunhu anoronga gwara rake, Mumoyo memunhu anoronga gwara rake asi Jehovah ndiye anotonga kufamba kwake. Mumoyo memunhu anoronga gwara rake, iri shoko iri rakakosha, zvakanyanya kukosha. Tiri vanhu venyama, tamuka tese tichiti tirikuenda kuRufaro Stadium, tiri kuenda kunosangana ikoko tichinonamata Mwari tiitirei nyasha se Zimbabwe. Asi Mwari zvataronga ndozvaanga akarongawo. Dai zvanga zvisina kurongwa naMwari, zvisina blessing yaNyadenga dai tisina kuzviita paitoitika chimwe chinhu chekuti taitadza kuuya pano, asi Mwari atigonera. Inini zvese zvandinoita muhupenyu hwangu ndikafunga chinhu kuti ndoda kuita chakati. If I accomplish that goal, I say thank you Lord for allowing me, because there are so many people who would have wanted to do the same thing but you did not allow them.

“Saka zvese zvatinoita tinofanira kurangarira kuti Mwari ndiye anotibvumidza. Ndinenge ndichidzidzisa izvi kuti vanhu vazive kuti Mwari zvese zvatinoita pasi pano ndiye anotibvumidza but vanhu ndofunga vari short sighted, vasina vision vasina pfungwa inoona zviri mberi nekuti havana wisdom, vanorwisa pasingarwiswe. Tinoda kuti tigare isusu maZimbabweans tiri vanhu vakabatana, vanhu vanopanana respect. Asi we can only respect and recognise kuti ini izvi ndinogona izvi handigone kana uchinge uchiziva Mwari. Kuziva Mwari, hapana asingagone kuverenga bible but kana usina kukomborerwa kuti urinzwisise, to interpret the bible properly hauzvigone, that’s why muchiona vazhinji vanoda ku interprater bible to suit zvavari kufunga mumusoro mavo and havabudiririre vanhu vakadaro, they will never make it muhupenyu hwavo.”

 

(823 VIEWS)

Page: 1 2 3

Charles Rukuni

The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

Recent Posts

Can anyone come to your farm and start mining? It depends.

The answer is Yes and No. It depends on the size of the farm. Mines…

October 24, 2025

IMF says Zimbabwe has the best performing economy in SADC

Zimbabwe has the best performing economy in the Southern African region this year beating regional…

October 21, 2025

Mnangagwa vs Chiwenga:Who owes who?

The ZANU-PF national conference that was being held in Mutare has raised the tempo on…

October 19, 2025

ZiG relatively extinct and largely irrelevant

Zimbabwe’s local currency the Zimbabwe Gold (ZiG) has become relatively extinct and largely irrelevant because…

October 14, 2025

What sleeping for less than 6 hours can do to you

Sleep is a vital restorative process with measurable effects on health and overall wellbeing but…

October 12, 2025

Zimbabwe among the 10 least innovative countries in Africa and the world

Zimbabwe has been ranked 129 out of the 139 most innovative countries in 2025, according…

October 9, 2025