Categories: Stories

Mnangagwa is now a moving grave- Grace Mugabe says

Below is an excerpt from Grace Mugabe’s speech yesterday as transcribed by The Herald:

“President Mugabe, President Mugabe, he is an anointed leader asinganzwisisise ndiye anorwisa. An anointed leader haarwiswe nemunhu wenyama and annointed leader haabviswe nemunhu wenyama. Nyangwe dai ukaitasei, nyangwe ukararira, nekuti vamwe vanoenda ikoko kumapositori ikoku, kunze kwekuti unokumbira kuti ndinamatireiwo ndive munhu akachena ndine zvitadzo, anoenda kumapositori kuti ndiudzeiwo ndinobvisa vaMugabe sei. Haubvise vaMugabe nekuti hausiiwe wakavapa simba iroro.

“Dzimwe nguva tinoenda kuno vhota totarisa musoro wavaMugabe toisa X ipapo. Unenge usinganzwisise kuti mweya waMwari ndiwo uri kuti sarudza uyu nekuti Mwari akatoti ndakakusarudza ndikakuisa padivi, vakasarudzwa naMwari munoona kana wisdom yavainayo President, iwisdom inotaridza kuti vakasarudzwa naMwari. Va Mugabe vakatakura wisdom zvekuti vamwe vanhu vanotovatiza, pane imwe nguva yatakaenda kuRome vaitizwa kana nana Blair chaivo, kutya bedzi kusvika padhuze navo nekuti vane chiremerera chakabva kuna Mwari.

“Isaiah 54 verse 17, ndine ma verse matatu andinowanzoda kuverenga, pane inotaura izvo kuti no weapon formed against you shall prosper, no weapon formed against you will prevail and will refute every tongue that accuses you.

“Hanzi hapana munondo ucharwisana newe ukakunda uye uchakonesa rurimi rumwe nerumwe runokupomera mhosva. No weapon formed against you shall prosper, nyangwe zvikaitasei. Imwe verse inoti don’t fight your own battles, just hand over to me all your problems. Pira kuna Mwari matambudziko ose auyinawo kuna Mwari anokunzwa.

“Pakati pedu even as we work, kumusangano, munyika, kune vanhu vasinganzwisise kuti kurwisa munhu akaiswa pa position hazvifi zvakashanda, hazvishande. Hazviitike chete kuna President Mugabe chete, zvinoitika even kuma churches, kumacompany, kumabasa, vanhu vanenge vachirwisa kuti ndini ndinoda kutungamira. Iwe ukatarisa nzvimbo yako iwe une mutungamiri, wozvibvunza kuti sei ndiri kumashure kwemunhu uyu. Chaunofanira kuita, recognise kuti ndozvakada Mwari ari kudenga. Zvakatarwa hazviputswe nemunhu wenyama. Chipo change chandakapiwa VaNdanga hamungachitori, nyange mukanamata sei, mukapfugama sei, mukadikitira sei, mukatsanya sei hamuchitori chipo changu, nekuti vanhu havana kunzwisisa kuti tinopiwa ma leaders pane zvese zvatinoita. But tine leadership iri pamusoro peleadership dzese, the President of the Republic of Zimbabwe.

Continued next page

(823 VIEWS)

Page: 1 2 3

Charles Rukuni

The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

Recent Posts

Britain says amendment of the Zimbabwean Constitution is a sovereign, legislative matter for Zimbabwe to decide

Britain says amendment of the Zimbabwe constitution is a sovereign, legislative matter for Zimbabwe to…

March 24, 2026

Who started the war?

It is now 47 years since I wrote the short story below for a South…

March 4, 2026

Zimbabwe 2026 monetary policy statement at a glance

Zimbabwe has released its 2026 monetary policy statement in which it seeks to stabilise its…

March 1, 2026

Was Chombo Mugabe’s number two?

Far from it, on paper that is. Ignatius Chombo was one of the longest serving…

February 6, 2026

Zimbabwe’s 2026 citizen’s budget

Zimbabwe on Thursday announced a ZiG290.9 billion budget with revenue expected to be ZiG287.6 billion,…

November 30, 2025

IMF says Zimbabwe’s economic recovery in 2025 is stronger than previously anticipated

The International Monetary Fund says Zimbabwe’s economic recovery in 2025 is stronger than previously anticipated…

November 8, 2025