Categories: Stories

What Mugabe told the party conference yesterday- full speech

Toti vanaDay-what and Day-this kuti ndivo vonzwa nyaya dzedu, vogosettler nyaya dzedu; vongonzwa nyaya dziri kuitika mumusangano?

Ndodzava nzira dzokutukana nadzo, nzira dzokunyombana nadzo, nzira dzokuda kugadzirisa, kuzvigadziridza nadzo? Aiwa, hatidi izvozvo.

Izvo zviri kuitwa nevakuru kwete nevadiki. Mabopoto amwe hatimazive anongoiswa mumabepa imomo. Zvimapepa izvozvi hazvina dzimwe news. Aiwa. Dzinongova papata dzikabata kanyaya ako nako papata.

Torega kusevenzeswa vakashaya izvozvi. Twukashaya izvozvo hatunaka dzimwe nyaya dzatwunganyore, saka twunobva twafa nekuti twashaya nyaya. Dzenyika idzi havadzigone. Vanoda zvekungoongorora zviri kuitika muZanu-PF; what is happening with Zanu-PF?

That is what is giving life to these papers which deserve to go to the bin. Unity, which you are showing here as members of the National People’s conference is the unity we expect you to show back home in your province.

Regai kufurirwa nesu vakuru kumusoro. Hatidi nyaya yemafactions iyo inotaurwa. Nanganai neparty chete, motarisana nezvinangwa zveparty. Kana takadaro toenderera mberi.

We have our Zim-Asset projects to work on. They must succeed and let us ensure that the projects and programmes succeed.

Mvura yatapihwa gore rino let’s make use of the rain and ensure that province by province, we have succeeded through Zim-Asset. Yes! But also individually, as we must always do to carry out our agricultural programmes successfully.

Well, we have come to the conference, Zanu-PF conference. Tingarwisane, tingakakatane asi Zanu-PF inongoramba yakati twi-i!

And people will come back to Zanu-PF anyway. So, Zanu-PF now, Zanu-PF tomorrow, tomorrow and tomorrow.

So, we should always move forward in peace, unity and amity; and, that I want now.

From the Politburo and Central Committee, taive neissue yekuita report nekuzopira kuconference ino.

I now wish to submit this Central Committee Report to this conference, the 16th National People’s Conference report – Central Committee report to you. Province by province we always get it nenguva.

Tinenge tiine musangano yezvave kuitwa kuti muve neruzivo rwekuti ndezvipi nezvipi zvakakosha zvatakakurukura, Zim-Asset nezvimwe, tikati zvine kodzero yekuiswa munhaurirano iri pano yeCentral Committee.

Now as I submit the Central Committee Report to you the People’s National Conference through Vice President Mnagangwa – akairasa hamheno zvake; akairasa anoitsvaga semombe! Ndainzi nasekuru ukarasa mombe unototsvaga udziwane. Okay!

Pamberi nekubatana!

Nekubatana!

Nekubatana!

Ndatenda!

(541 VIEWS)

This post was last modified on December 17, 2016 11:09 am

Page: 1 2 3 4 5 6

Charles Rukuni

The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

Recent Posts

Developer gives 80-year-old plot holders 5 days to vacate plots they bought 45 years ago

In what appears to be an act of desperation, the developer of Irene Township in…

June 15, 2025

Zimbabwe central bank says there is enough ZiG to meet current and future demand

Zimbabwe’s central bank says there is enough ZiG, the country’s local currency, to meet current…

June 14, 2025

Joke of the day

What is politics “Politics is the art of looking for trouble, finding it everywhere, diagnosing…

May 24, 2025

British MP says dangerous foreign criminals must not be protected

A British legislator Chris Philp says the country’s Human Rights Law must be amended to…

May 24, 2025

Joke of the day

Darling let’s go A tall, good looking girl who had just left college asked her…

May 23, 2025

Zimbabwe has the third most expensive diesel in Africa

Zimbabwe has the third most expensive diesel in Africa after Malawi and the Central African…

May 23, 2025